Chirumhanzu Union

  • Home
  • Chirumhanzu Union

Chirumhanzu Union Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Chirumhanzu Union, Grocers, .

22/07/2026

Mrng team

12/07/2026

Marara sei team Chirumhanzu.Ndokudai mese.Vanoda kupinda muwatsapp group rekumusha bayai link iyo.Hatitaure politics,vulgar language ,kushora machurch evamwe uye kutukana mugrp

Follow this link to join my WhatsApp group:

05/06/2026

Mrng team
Chiriseiko chando?
Musakanganwa kutumira vabereki vedu Vaseline yekuzora vangaita mbadzu uye machira nemajuzi ekufuka munongochiziva chando chemumidlands umu.Taiita kupesana nacho chichifamba mubani tichienda kuchikoro.Vane vana vehama dzinoshaya vatengereiwo matennis guys haa kutsika pasi nechando ichi ma1 hama .
Love you all

24/04/2026

Morning team Chirumhanzu

05/04/2026

Marara sei vana vekwaChirumhanzu
Ndinovimba kuti kwamuri ikoko murikuwana nguva yekunamata.Kune vanofamba nengorodzemota tisanyanya kumanya hama ,ngatifambei zvine mwero uye titange tanamata tisati tasimuka.

22/03/2026

Mubvunzo wanhasi
Chii chirikuita kuti dzimba (marriages) dzakawanda dziparare makore ano

22/03/2026

Good morning
Patinonoungana kurumbidza musiki nhasi,paminamato yedu tisakanganwa kuisa vabereki vedu kuti vawedzerwe makore ekurarama uye dunhu redu kuti muve nerudo nekuwirirana kwakanyanya

15/03/2026

Marara sei team Chirumhanzu
Zvakanaka here kuvaka imba hombe kumusha eg a 7 roomed house or more iwe uchigara kutown

04/02/2026

Team Chirumhanzu murisei
Ngatidzidziseiwo madzimai edu kuona soccer ndiko kuti zvinakidze Mumba.Just imagine une mukadzi anonyatsonzwisisa soccer

10/01/2026

Makadii hama munashe.Kurisei kwamurikuraramira nemabasa?
Ivai na2026 akaropafadzwa

Address


Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Chirumhanzu Union posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

  • Want your business to be the top-listed Grocery Store?

Share