Baba takunda samaita

Baba takunda  samaita A father
Jokes and funny
Daily life content creator
(5)

03/01/2026

Uchiwana relationship ichichemedza😏 vanhu vane maZINO eGold, ko kuzoti iwe une akawora💔🤣🤦‍♂️

❤️❤️❤️❤️
25/11/2025

❤️❤️❤️❤️

25/11/2025
25/11/2025

ZVINOITA RUDO RWEMAZUVA ANO💣📝🦦*

Good Morning my King 🥰
Good Morning my Queen🤍
Good Morning my love ❤‍🔥
Good Morning Sweetheart 😘
Good Morning Hunnie 💓
Good Morning babe😘
Good Morning shaa🫴🏻
Morning wangu😝
Mrng☺️
Sei sei😁
Boe here🙏🏻
Uko!!😮
Apoo😇
Eeeh!!😢
Ndyp👍
Wadii😂
Ukudei🤷🏻‍♂️

Kwenyu mave muripapi

22/11/2025

Vakadzi vane mazamhu madiki ndinovanzwira tsitsi,
Pese pavanorara vanomuka Braaa ririmuhuro

19/11/2025

Big shout out to my newest top fans! Rahiem Edwards

19/11/2025

🤣🤣🤣🤣hakuna munhu wemunhu munhu ndewa mwari

19/11/2025

Zvinhu zvaunofunga kana uchibva kurambwa*

"Dai ndikanhonga 1 million adembe chaandirambira"💔🤣🤦‍♂️

_Uri busy uchiti vanhu vese varara hapana anonzwa wobva wanzwa mai vako vachiti_  mukweshe Mwanangu haana kuvinga sadza ...
19/11/2025

_Uri busy uchiti vanhu vese varara hapana anonzwa wobva wanzwa mai vako vachiti_

mukweshe Mwanangu haana kuvinga sadza pano, ndotoda matwins👶👧🏼 chaiwo kana zvichibvira🗣️"
```Reactions🪢🪢🔥🔥🔥```
Laugh & share 🤓🤓

React semwana wamai vacho😂😂😂

🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
31/10/2025

🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

Address

George
Cape Town

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Baba takunda samaita posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share

Category