Sekuru/Gogo Nzou

Sekuru/Gogo Nzou Hallo vazukuru tiripano kudzidzisana tsika nemagariro ..
(5)

05/05/2026

Haushandise chinhu ichi kana usina pin😒😭

Musadaro ukadya munhu oenda ku toilet zvapera 😒
04/05/2026

Musadaro ukadya munhu oenda ku toilet zvapera 😒

Sekuru maswera sei.Moziva kune satan anouya kuzokuparadza imba yangu.Sekuru ndina tete sister ya hubby vakabva kumusha vachirwara vakasiya ma piritsi echirwere vakapotsa vafa.Vakauya kuJoberg kuzorapwa sekuru madyiro avanoita so kunge muroyi.Munhu anoisa mayonnaise ne dovi pachigwa same time achimwa tea muJoni zvinhu zvakaoma kudaro.Apa vanomwa drink vopa mwana wangu ane 5yrs same cup havari kunwira drink mufunge apa vakaputika muromo wese uyu.Ndoita sei na tete ava😒😱

04/05/2026

Apa maZimba anenge akavanda haa team Zim honai Achimwene avoπŸ™„πŸ™„

03/05/2026

Uyu arikupisa but chikoro hapana 😒😭

02/05/2026

Hamuchagarika muJoni hama dzangu 😭

Ma 2k nyararai πŸ˜…πŸ€£
02/05/2026

Ma 2k nyararai πŸ˜…πŸ€£

Kana usina kumbogezera umu hautaure patinotaura isu vana sekuru Nzou.Mukaitira bonde umu nhumbu inobata chete meno kuti chii...

Kwedu Mhondoro tinoti Chi changehouse ko kwenyu...??

02/05/2026

Uyu anorwara 😭😭

01/05/2026

MaZimba miswai πŸ€£πŸ˜…

Zvakaoma rice ne avo here kumwana😭
01/05/2026

Zvakaoma rice ne avo here kumwana😭

Sekuru makadii ndasvika kumba kubasa ndikawana mwana achidya sadza ne avo.Sekuru ndakabvisa matsvakirai kuno kumu mukadzi uyuane 24 ati anogona kugara ne mwana wangu we 1st marriage.Akati tora mwana tigare naye 1st of April pese apa aigara na ambuya vake kumusha.Ndabva ndamuti rohedza twako uenda haana hake nhumbu ndonodzorera mwana kumusha ndotsvaka mukadzi anoda mwana wangu.Ndarwadziwa sekuru apa nyama irimo yaka freezer hmu fridge hanzi ndangoti ndimupe abva kunotamba anenzara.Arikurogedza hembe dzake now vakadzi chii moyo

01/05/2026

Chimbomirai kuenda kumasowe maZimba 😭😭

Ma stepmother mudzimba umu batai vana zvakanaka 😭
30/04/2026

Ma stepmother mudzimba umu batai vana zvakanaka 😭

Sekuru makadii nhai muedzo rudzii wakadai.Ndakaroorwa ne murume ane mwana wake mukomana ane 13yrs anonditira mashura.Kettle iyi ndakaitenga ku Hustle hobby nezuro ndirikubva kubasa ndoona yabikirwa mazai.Ndarwadziwa sekuru apa aputikira mukati hwema wacho haupere.Ndakuudza murume akutoti i no haudi mwana wangu kana zvanetsa buda uende.Atora fone akanditumira wicode yemukuru nditenge imwe kettle ndobvisa mapoto ese mumba akunotenga mamwe angu ndorogedza.Apa akutora mari ye stand yatanga ta saver ndoita sei sekuru nemwana uyu #

30/04/2026

Zvichapera here izvi 😭😭

Address

Gie Road Table View Cape Town
Cape Town
7441

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Sekuru/Gogo Nzou posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Sekuru/Gogo Nzou:

Share