Ree Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Ree, Farmers market, East London.
(1)

29/05/2026

30 years uchibhadhara funeral policy then boom💥💥wobva wadyiwa neshumba , haaaa unoita seuchazviuray😅😅😅

29/05/2026

Saka painzi musenga bere paya🙈🐨
zviya ainzi bere ndiyan🧐 murume mukadzi

Mukadzi 😂
Murume ❤️

29/05/2026

She was looking at me and I thought akutonakirwa zvekudaro and she says wakafanana nemufesi akandibira phone yangu🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣,

29/05/2026

Sisi vanhu ngavaite mushe.Kushambadza jaradah rese kuti chihera arikusvika muchamuona hake mudzimai wangu chino nechino mukadzi wangu chino nechino zvaingonzi chihera. Vachihera vacho vakazosvika kubva kuzim murume zvake Mai Haina kufanirwa kushabadzirwa kwayaiitwa nemurume Tanga tanzwa nekungonzi chihera this chihera that not knowing kuti chihera vanenge blazi zvavo Ivo varimukadzi Tanga takamirira yellow bone chihera takatarisira chihera Ari intelligent sezvai taurwa nemurume wake especially takagara padoro wanikwe chihera wacho anetenge ane dzinotacha Tanga takuvara ne publicity yachihera but it now we left speechless.Taiti chihera murungu yard yese irikufara nestructure yachihera idistruction chaiyo akati akagerwa bhibho ndobva yatintwa ne meruni. Murume wachihera Akambonditi vakadzi venyu makavatora kupi dai makauya kuChiwaridzo takakupai masisters achihera and I was sweating and looking forward to see chihera but chihera wacho asarendesa yard yose tirikudya Naye tichimuka Naye takatowana nyaya.Musashambadze zvakadhakwa choice ndeyake but bho here pa publicity apo.

29/05/2026

Good night good people

13/04/2026

My lord , Nhamo yekushaya mota ma 1 , tamiswa paroad block drive akati chemai tiite sekuti tiri kuenda kurufu😭🤦‍♂️💔

13/04/2026

Ukaona munhu ano Commenta pamaPost emunhu wako achiti "Bhangu" iye opindura achiti "Ndokurova". Ibva waziva kuti ndiye

13/04/2026

♨️Pako Ndepapi✅
First born ❤️
Second born 🤭
Third born 🙏
Fourth born 👍
Last born 😂
Mine:Director🤭

13/04/2026

Good night 🛌🌄

13/04/2026

All colours are available in stock, press your order 💲💃💃. 🇧🇼 🇿🇼

Address

East London

Opening Hours

09:00 - 17:00

Telephone

+27789456540

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Ree posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share

Category