17/06/2025
*Theme: RATIDZA RUDO.*
Mai vakafirwa nemurume wavo vachine pamuviri. Nguva yekusununguka yakasvika vakaenda kugeneral hospital. Vakanzi Caesar yavaida yaigonekwa ne one private doctor so she was referred. Vasvika kunadoctor uya akavabatsira and it all went well. Time yavo yekubuda yakati yasvika, paidiwa $ 180us. Vainge vasina. So doctor akati ndipei mazita ehama dzingakubatsirai akati zvinonetsa. The doctor insisted akapiwa mazita ehama dzacho. Dzakaudzwa kuti muroora abatsirwa saka aida mari kuti akwanise kubuda. Hapana akabatsira. 3 days no response Doctor then send another message Akavaudza kuti muroora zvose nemwana vainge vafa so vaitoda $ 250us kuti vabude. Before 11:00am mota yainge yamira panze pechipatara. $250us dollars yanga yatovapo. Vakanzi vatange vabhadhara vasati vataridzwa mabodies ehama dzavo sezvo yaiva private hospital. Money was paid ndokubva vauya kuzotaridzwa mitumbi iya, vaitova mumabed vari health Mai nemwana zvikanzi torai hama dzenyu muende. Vakanyara kwazvo because vakataridza kukoshesa rufu pane kukoshesa hupenyu. If you can do something for the living, do it now. Let's love one another with the love bestowed on us by God
đˇđˇđšđšđĒģđĒģđđ¤