Mhamha nyasha

Mhamha nyasha preaching the word of God, selling products

Ndozviri kwedu izvi,Hard rock FC Kassongo ๐Ÿ˜„
06/04/2026

Ndozviri kwedu izvi,Hard rock FC Kassongo ๐Ÿ˜„

Happy Easter
04/04/2026

Happy Easter

It's tea time Guys with hash brown
27/03/2026

It's tea time Guys with hash brown

18/03/2026

Mazoe Dam

Hi guys, how are you
04/03/2026

Hi guys, how are you

27/02/2026

Kuona uye kunzwa

Jesu anoti kuvadzidzi
vake "maziso enyu akakomborerwa nokuti anoona uye nzeve dzenyu dzakakomborerwa nekuti dzinonzwa"(Mt 13:16).maziso evadzidzi aigara achiona Jesu,ndosaka akanzi akakomborerwa,uye nzeve dzawo dzakanzi dzakakomborerwa nekuti dzaigara dzichinzwa izwi raJesu.ukagona kushandisa maziso ako nenzeve dzako nemazvo unokomborerwa.nhamo nematamudziko atirikupinda nhasi kuvadiki nevakuru kutadza kushandisa maziso,kusaziva zvekuona,uye kutadza kushandisa nzeve,kunzwa zvisizvo..Data rako rikuperera kuonei uye kunzwei,??. Mwari akukomborerei mugone kushandisa maziso enyu nenzeve nemazvo.musabvise meso enyu pana Jesu.

Mwari vatibatsire, muswere munyasha

Feeling happy with my princess
17/02/2026

Feeling happy with my princess

Woooo
15/02/2026

Woooo

Happy Sunday to us ๐Ÿ˜œ
25/01/2026

Happy Sunday to us ๐Ÿ˜œ

19/01/2026

Senegal coach

Let's grow
06/01/2026

Let's grow

Happy new year to you good people๐Ÿ˜„
06/01/2026

Happy new year to you good people๐Ÿ˜„

Address

271
Chiredzi

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mhamha nyasha posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share

Category