Daddy Cassy ""intertainment ""

Daddy Cassy ""intertainment "" Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Daddy Cassy ""intertainment "", Grocers, 9731 Glenorah B, Harare.

28/02/2026
04/12/2025
27/11/2025

Anodikanwa

Mwari vakuwedzere mufaro nebudiriro ,
Vanemoyo mikukutu vatapudzwe pakurarama kwako.Chakaipa usatsiva nechakaipa nokuti magumo acho ingozi.
Mubairo wezvakanaka ndiwo mutonga zvose,
Usatendera vanhu kuita donga watonga muhupenyu sepamuzinda wenyuchi,
KO inga vanasorojena vakati,"akuruma nzeve ndewako",yangu nyevero kwauri ndasiya ,newewo zvitanda munzeve chirega kundonyera .

Zvauri iwe anodikanwa ,rimirana muganhu nezvose zvinodhaka .
Ndambakuudzwa akazoonekwa nembonje pahuma ,usazove chienzaniso chevamwe.

By Daddy Cassy.........

Address

9731 Glenorah B
Harare

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Daddy Cassy ""intertainment "" posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share

Category