06/05/2026
Cherechedza utano hwako. No all problems are caused by spiritual attacks. Some problems are caused by weak immune system.
Mazhinji Ema body cells and organs edu anenge asingachashandi zvakanaka
Kuvaviwa mumaoko kana pasi petsoka
zvinoratidza kuti liver yako ne kidney( itsvo) hazvisi kufamba zvakanana.
Kutemwa nemusoro( headache)
Blood rinenge rine maclots( rinenge richigwamba kana kuti rakakoresa nekuda kwekushaya ma elements akakwana mubody. izvi zvinokonzera kukuvara kwebrain kana kuzoita stroke
Kurwadziwa nema shoulders, kana nemusana, kushaya appetite kana kusaona zvakanaka
zvinoreva kuti liver yako ine fat( mafuta akawanda)
Kurwadziwa nemusana kana uri Mukadzi
zvinoratidza kuti chibereko chako chine problem kana kuti liver yako ine fat yakawanda kana kuti kidney yako haisi kushanda zvakanaka
Kurwadziwa nemusana kana uri murume
zvinoratidza kuti liver yako ine fat yakawanda kana kuti kidney yako ine problem
Kudzikira s*x drive kana kuita problem ye erectile dysfunction kana uine Bp kana sugar
BP kana sugar zvinokanganisa maitiro aunoita bonde sezvo zvichinetesa mas*x organs kuvarume. Saka vanhu vane Bp kana diabetes havangode maherbs epabonde ese ese vanoda ari effective
Kunzwa kubaya baya kana kuvava mukati mema breast, kana kuita twumapundu mubreast
Zvinoratidza kuti mabreast ako ane infection inokonzera cancer uye uchazoita breast cancer kumberi uko
Kuvaviwa kusikarudzi kana kubuda discharge kumadzimai
Zvinoratidza kuti une infection inonzi yeast infection iyo inoitika nekuda kwekushaiwa simba kwemasoja epa va**na, kana masoja aya asisina simba ndipo panotanga kupinda mabacteria otanga kukanganisa system yako wotanga kureactor kuzvinhu zvakawanda
Kubuda blood kana uchiita puu, kubuda twunyama kunobuda ne puu
Zvinoratidza kuti wave nemapiles. Mapiles anouya nekuda kwe constipation iyo inouya nekuda kwekusadya zvinhu zvisina roughage. Mapiles anonyanya kuda maherbs kuti apere zvachose
Kubuda blood mumagums
zvinoreva kuti body yake ine ma elements arikushaikwa mairi anodiwa pakusimbisa mazino
Kubuda mututu
zvinoratidza kuti body yako haina vitamin K.
Ndatenda