Sukuru Nzou

Sukuru Nzou Hallo people tiri pano kufara nekubatsirana kwete kutukana.
(6)

11/09/2026

Residents st€aling alcohol from SAB truck in Mfuleni, Cape town 😭

Sekuru makadii ndoziva kuti kuti vanonyanya kushora pano madzimai ukaisa post yako.Unenge uchida kupemberera nice life y...
11/09/2026

Sekuru makadii ndoziva kuti kuti vanonyanya kushora pano madzimai ukaisa post yako.Unenge uchida kupemberera nice life yako asi vanokutuka kuti wakabva kuZim kuzodya chete uchamitisirwa food.Sekuru vanenge vachitaura ma single acho vanenge vachitodawo kuenda kuma sleepover aya vanenge vachitoshaya anonyenga.Anywhere full chicken yekutsenga chete zvema test vashoma vanozviita sekuru vanhu vese vakurwara vari kungoitana zvakadaro muCape town.

Sekuru makadii ndiri mu Cape town nemurume wangu nemwana wedu ane 3yrs.Sekuru ndoshandira  varungu ma couple vari ngocha...
11/09/2026

Sekuru makadii ndiri mu Cape town nemurume wangu nemwana wedu ane 3yrs.Sekuru ndoshandira varungu ma couple vari ngochani vakadzi.Varungu vane vane mari dzavo vane ma company so ini ndoshanda pamba as a maid,Sunday i birthday rangu and ndinenge ndiri kumba.Murungu andipa present muka bag kutofonera murume ndapiwa present kuzovhura wanikwe tight iyi.Murume apopota sekuru hanzi dai akupa mari yacho apa akaorder online R1600 hanzi ucha joiniswa satanizim nazvo ,siya basa racho or you choose murume or basa handidi mukadzi anowedzera magaro unopedzisira wakudyiwa kuzasi or ukutoiswa nekuti handichadzwe pakupinda ndakuita kuwira.Apa ndotambira R10 000 sekuru murume anoshanda ku Spar mushop anotambira R6500 .Ndodii sekuru ndozvishandira hangu ini imba yacho yoparara

Sekuru makadii henyu na Gogo ndiri ku Botswana ndashanyira mumwe wangu for weekend .Sekuru munhu atotsamwa ndamuti mumba...
11/09/2026

Sekuru makadii henyu na Gogo ndiri ku Botswana ndashanyira mumwe wangu for weekend .Sekuru munhu atotsamwa ndamuti mumba mako munenge mu shop ko ma fruit busket one harikwane here akati siyana nemumba mangu.Sekuru muhoki macho hamuna floor apa makonzo akufamba kusati kwadoka.Zvatinoita varume so kusiya flat rangu ndichipinda makadai.Apa sekuru munhu ane vana 2 kuZim asi she act kunge mhandara.Nw kechi 3 ndichienda ko haasikuda kurara neni akuti tanga waroora 1st.Vakadzi ndosaka muchizochembera musina kuwanikwa again nekudadira varume so

11/09/2026

Be strong my man😅🤣

Sekuru maswera sei ndatosvika kare kuSleep over Dad vanosvikawo na 2pm vanowana food yava ready ndiri mu Cape town.Munhu...
11/09/2026

Sekuru maswera sei ndatosvika kare kuSleep over Dad vanosvikawo na 2pm vanowana food yava ready ndiri mu Cape town.Munhu wangu ndomuziva munhu wedoro sekuru anoda kusviko geza achipedza tombotamba mutambo wedu week rese ndakavharirwa kubasa, ozodya hake oenda ku bhawa ozouya late.Madzimai varume vanoda kudya ndo Ist mubikire zvanoda and bonde mupe iwe mukadzi itawo noise yekuchemerera wo varume vanozvida futi vanobva vanatsoona kuti munhu wangu ndomugutsa kwete kuti zii.Madzimai dzimba dzoda kuchengetedzwa idzi kunze kuri kupisa uku

11/09/2026

Christmas on Friday Savanna truck ov€rturn along N7 road Cape town 😅🤣🤣

Team.Cape town batsiraiwo mwana uyu akuda kuuya Kappa asati abvisirwa mari..
11/09/2026

Team.Cape town batsiraiwo mwana uyu akuda kuuya Kappa asati abvisirwa mari..

Sekuru makadii ndiri mu Joberg ndapindirwa mumba nema tsotsi vasvikorova door ne demo vakapinda ndabatwa chibharo nevaru...
11/09/2026

Sekuru makadii ndiri mu Joberg ndapindirwa mumba nema tsotsi vasvikorova door ne demo vakapinda ndabatwa chibharo nevarume 2 apa vanga vachitaura shona.Vapedza vakatora tv ,Foni yanga iripasi pe pillow havana kuiona ndafonera murume angoti okey bvaanyarara kana kubvunza kuti chii chaitika.Sekuru murume ari ku Zimbabwe akugara nevana basa rake rakapera nenhau yema paper.Ndaomerwa sekuru

11/09/2026

Labour is R700 to install the shower glass, price of shower glass R8499

After this what's ur plans?
🤣🤣🤣🤣

Address

Cape Town
����

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Sukuru Nzou posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share

Category